Duramazwi
Zvinoreva
Kuti godi kumira kana kugara panzvimbo yakakwirira.
Chipupuru chenhoroondo.
1

Akaramba akati godi kugara vamwe vachiita basa vi.
Kuti godi godi kukwira danho kana chimwe chinhu nokukasika.

2

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03godi godi
Kuti godi godi kukwira danho kana chimwe chinhu nokukasika.
VerengaSwipe for the next word