KwaunobvaDuramazwiGgodobo

Duramazwi

godobo

Zvinoreva

Kuti godobo kurira kunoita chinhu kana chichifamba pane matombo, sezvinoita mavhiri echikochikari.

1

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

godobora

Kugodobora inzira inoshandiswa nen'anga kutsvaka chikonzero cherufu, urwere kana zvimwewo zvinenge zvanetsa vanhu.

Verenga

Swipe for the next word