KwaunobvaDuramazwiGgodoka

Duramazwi

godoka

Zvinoreva

Kana chinhu chichigodoka chinenge chichikwanisa kugurika.

1

Kana chinhu chichigodoka chinenge chichikwanisa kugurika.

Kana kunze kwati zva-a kunenge kuchangodoka kwava kutanga kusviba.

Kana chinhu chichigodoka chinenge chichikwanisa kugurika.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

godora

Kugodora munhu kumutaurira mazwi anorwadza kana kumuitira zvinhu zvinoita kuti arwadziwe pamwoyo zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word