KwaunobvaDuramazwiGgodza

Duramazwi

godza

Zvinoreva

Kana munhu agara munzvimbo kwenguva refu akanzi agodza, anenge ava kuzivana nevanhu vemo uye ava kuzivawo zvakawanda maererano nenzvimbo iyoyo.

1

Kana munhu agara munzvimbo kwenguva refu akanzi agodza, anenge ava kuzivana nevanhu vemo uye ava kuzivawo zvakawanda maererano nenzvimbo iyoyo.

Tichisvika pamusiwo pedoor raive rakanyorwa kuti Headmaster mama vakabva vagogodza.

Ndakawana kuchitove iko kwaive namama naHeadmaster ndichibva ndagogodza.

Ndaive ndatomboedza kugogodza padoor pavo panguva dzandaida kukumbira chikafu but hapana akadaira.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

Godzamuto

Godzamuto chidao chevaera Gumbo, chokutenda midzimu yavo yose nokuvariritira ichinaisa mvura uye nokuvawanisa kudya.

Verenga

Swipe for the next word