Duramazwi
fanza
-vira-vhaira-fashaira
Duramazwi
Kufanza kutamba-tamba nokututuma kunoita mvura, mukaka, kana zvimwewo pazvinenge zvichivhaidzwa pamwoto.
Kufanza kutamba-tamba nokututuma kunoita mvura, mukaka, kana zvimwewo pazvinenge zvichivhaidzwa pamwoto.
Kana mvura iyo yafanza wozosika sadza.
Kuti gudhu-u kufanza kwezvekudya zviri pamoto zvakaita semanhanga kana mabhonzo.
-vira · -vhaira · -fashaira
Duramazwi
01 / 03fanzai
Kuti fanzai kutanga kuita utsi kwemvura, mukaka kana zvimwewo zvakadaro, pazvinenge zvoda kuvira.
VerengaSwipe for the next word