Duramazwi
Zvinoreva
Izwi rinoshandisirwa pakutsaurira mhenya kashoma.
Izwi rinoratidza chiito chaitwa mberi kwenguva (beforehand).
Kufanoita chimwe chinhu kumbovarairwa nechimwe chinhuwo zvacho asi paine zvaunoda kuzonyatsoita munguva inotevera.

Kurayidza munhu chokudya kufano-mupa padiki kuti afane kunzwa kuti zvakamira sei asati apakurirwa zvakawanda.

Takafanonwa hwahwa tichimirira kukwira chitima.
Kurayidza munhu chokudya kufano-mupa padiki kuti afane kunzwa kuti zvakamira sei asati apakurirwa zvakawanda.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fanyangu
Kuti fanyangu kufugura chinhu chinenge chakafukidzwa nokukurumidza.
VerengaSwipe for the next word