KwaunobvaDuramazwiFfanirwa

Duramazwi

fanirwa

Zvinoreva

nhu kana kune chimwe chinhu. Faniro yevana kukudza vabereki.

Kuve wakafanira kuitirwa chimwe chinhu (to deserve/be suited).

1

nhu kana kune chimwe chinhu. Faniro yevana kukudza vabereki.

Nyaya iyi taifanirwa kungotaurirana pachedu yopera kwete zvekupinziridza mapurisa zvamamoita izvi!.

Chiitiko chimwe nechimwe chine maitiro uye matauriro anofanirwa kuitwa pachiri.

Chenjedzo: Pane zvinhu zvaunofanirwa kungwarira pakushandisa madimikira muzvirevo.

2

Kuve wakafanira kuitirwa chimwe chinhu (to deserve/be suited).

Chiitiko chimwe nechimwe chine maitiro uye matauriro anofanirwa kuitwa pachiri.

Zvaitaurwa izvi zvaifanirwa kusara pajakwara ipapo kwete kuzoenda kudzimba.

Kana ari mwanasikana anofanirwa kutyora muzura kana achikwazisa vakuru.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fano

Izwi rinoshandisirwa pakutsaurira mhenya kashoma.

Verenga

Swipe for the next word