Duramazwi
kodzera
eligible · qualified · rational · deserve · qualify
Duramazwi
eligible · qualified · rational · deserve · qualify
Kana chinhu chichikodzera ndicho chinenge chakanaka kana kuti ndicho chinodiwa kuti chiitike.
Kuve wakafanira kuita chimwe chiito (to be suitable).

Tadiwa aingotiwo sezvo vari masahwira vanokodzera kuudzana dzose ne dzepasi pemvura.
Vanhu vese vaikodzera vakawana chidimu chepfuma yaOzi sekutarisira kwemunhu wese.
Tinovimba wakwanisa kuwana mhinduro dzakakodzera kumibvunzo yawasangana nayo.

01 / 03kodzero
entitlement
VerengaSwipe for the next word