Duramazwi
kodza
-kodzeka
Duramazwi
Kukodza chinhu kuchiita kuti chifute.
Kukodza chinhu kuchiita kuti chifute.
Vari kukodza mombe yavari kuda kutengesa kuitira kuti igozo rema pachikero.
Hauzivi tsanga inokodza tsambakodzi.
Kukodza mukaka kuuita kuti ugare mazuva wobva waorera uchiita ruomba, zvimandama nemutuvi.
Hodzeko mukaka uyo vanhu vanenge vakodza.
-kodzeka
Duramazwi
01 / 03kodzaira
Kukodzaira kuratidza kuramba chimwe chinhu uchishandisa mapfudzi, uye usingaburitsi mashoko.
VerengaSwipe for the next word