Duramazwi
kododzvora
-koda
Duramazwi
Kukododzvora munhu kumubaya zvinorwadza nechigunwe kana nechimwewo chinhu.
Kukododzvora munhu kumubaya zvinorwadza nechigunwe kana nechimwewo chinhu.
Ange akanyarara hake, asi kumukododzvora kwaakaita ndiko kwakabva kwamuvirusa nehasha.
Kana munhu aine rafu anenge achichenama zvikuru achitaura mashoko anokododzvora.
Kukododzvora munhu kumubaya zvinorwadza nechigunwe kana nechimwewo chinhu.
Kuturikira.
-koda
Duramazwi
01 / 03kodoma
Kuti kodoma kungogara munhu achingozvikakata, asina zvaari kuita.
VerengaSwipe for the next word