KwaunobvaDuramazwiKkodobora

Duramazwi

kodobora

Zvinoreva

Kukodobora kujogonya nechigunwe uchichipinza mumwena, kana kuti uchitochera mwena.

1

Kukodobora kubvisa chinhu chinenge chakamanikwa, uchiita zvokutokonya nechigunwe kana chimwe chinhu chakapinza.

2

Ndipewo kauswa ndikodobore zvipakanwa zvangu.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kododzvo

Kuti kododzvo kubaya mumwe zvinorwadza, uchishandisa chigunwe kana chimwewo chinhu chakapinza.

Verenga

Swipe for the next word