KwaunobvaDuramazwiKkodhoro

Duramazwi

kodhoro

Zvinoreva

Kodhoro rudzi rwemucheka mukobvu unodziya uye une tumichinjiziri netumveremvere, rinosoneswa mbatya dzokupfeka pachando dzakaita semidhebhe nemabhachi.

1

Kodhoro rudzi rwemucheka mukobvu unodziya uye une tumichinjiziri netumveremvere, rinosoneswa mbatya dzokupfeka pachando dzakaita semidhebhe nemabhachi.

Nekuti inodziya, kodhoro inodhura chaizvo kutenga.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kodobo

Kuti kodobo kuwira mukati kunoita ivhu rinenge riri pamusoro pomwena.

Verenga

Swipe for the next word