KwaunobvaDuramazwiKkoda

Duramazwi

koda

Zvinoreva

Kukododzvora.

1

Kukododzvora.

Iyi inyeredzi inobuda kumabvazuva kana kunze koda kuedza.

Kuti ngundu kutinhira sezvinoitika kana koda kunaya.

Uku kutenderera-tenderera kwezvinhu zvakawanda mudenga. Kana koda kunaya, mashori anoita _uze-eze-e_ mudenga.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word