KwaunobvaDuramazwiKkochomora

Duramazwi

kochomora

Zvinoreva

Kukochomora zvinhu kuzviturura kana kuzvidonhedza zvakawanda kubva panzvimbo pakakwirira.

1

2

Kukochomora zvinhu kuzviwana zvakawanda chaizvo.

Musikana akaikochomora mari kumabhiza.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kochono

Kana cheni dzati kochono dzinenge dzasununguka.

Verenga

Swipe for the next word