KwaunobvaDuramazwiKkochokodza

Duramazwi

kochokodza

Zvinoreva

Kukochokodza kuzunza hosho, gaba kana mumwe mudziyo, unenge une tunhu tunorovana mukati tuchirira.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kochomo

Kana chinhu chichinzi chakati kochomo chinenge chadonha kubva pakakwirira pachanga chakasunga.

Verenga

Swipe for the next word