KwaunobvaDuramazwiHhosho

Duramazwi

hosho

Zvinoreva

Hosho chiridzwa chedende chine chimusoro nechimubato, kana gaba rinopfekerwa mubato, chinoiswa tumabwe kana mhodzi mukati choridzwa panoimbwa. Hosho nengoma zvinoenderana zvikuru.

1

Hosho chiridzwa chedende chine chimusoro nechimubato, kana gaba rinopfekerwa mubato, chinoiswa tumabwe kana mhodzi mukati choridzwa panoimbwa. Hosho nengoma zvinoenderana zvikuru.

Kuchekechera kurira kwezvinhu zvinenge zviri kukuchukudzwa sezvinoita hosho.

Kukochokodza kuzunza hosho, gaba kana mumwe mudziyo, unenge une tunhu tunorovana mukati tuchirira.

Kuti kweche kweche kurira kunoita hosho.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hosi

Hosi mukadzi wokutanga kuroorwa pabarika kana paguru.

Verenga

Swipe for the next word