Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hosana munhu anonamatira mvura, anokumbirwa nevanhu kuti asvitse chichemo ichi kuna Mwari.
1

Hosana munhu anokosha, ari pedyo naMwari.
2

Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hosha
Hosha urwere hunenge hwakakura zvokuti kuhurapa kunonetsa.
VerengaSwipe for the next word