KwaunobvaDuramazwiHhorwa

Duramazwi · zita

horwa

Zvinoreva

Horwa kuvava nokuipa kunoita chikafu chaora.

1

Horwa kuvava nokuipa kunoita chikafu chaora.

Horwa kuvava nokuipa kunoita chikafu chaora.

Akanoraramo mumasora apa kwakabva kwanaya achitonhorwa arimo imomo.

Kana munhu azvisarudza oga kuita chinhu chake haafaniri kutya kushorwa.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

horwe

Horwe ishiri yakafanana nehuku, inofarira kufamba muboka redzimwe dzayo mumahombekombe enzizi kana mumapomho.

Verenga

Swipe for the next word