KwaunobvaDuramazwiGgwajarika

Duramazwi

gwajarika

Zvinoreva

Kugwajarika ruzha runoitwa nemunhu anenge akasungira magavhu mumakumbo, kana kuti nokudonha kunoita svinga rehuni.

1

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwajata

Kuti gwajata kudonha kwechinhu zvine ruzha, sezvinoita svinga rehuni rajatwa pasi.

Verenga

Swipe for the next word