KwaunobvaDuramazwiGgwagwada

Duramazwi

gwagwada

Zvinoreva

Kuti gwagwada kuoma sezvingaita nyama yasasikwa kana dehwe raiswa pazuva. Chimukuyu chandadya chakati gwagwada kuoma.

1

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwajanudza

Kana ukagwajanudza chivharo chegaba unenge wachivhura zvine simba.

Verenga

Swipe for the next word