Duramazwi
Zvinoreva
Kugwedemudza kubonderedza midziyo pakusuka kana kurongedza kana kuti pakutsvaga dzimwe nhumbi.
1

Ndiani ari kugwedemudza mapoto mumba umo.
Kugwedemudza kubonderedza midziyo pakusuka kana kurongedza kana kuti pakutsvaga dzimwe nhumbi.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwedere
Kuti gwedere kubva kwechinhu chakaita sebhaudhi pachanga chakabatira.
VerengaSwipe for the next word