KwaunobvaDuramazwiGgwaju

Duramazwi

gwaju

Zvinoreva

Kuti gwaju kubvisa chakabatira pane imwe nzvimbo zvakasimba. Chiremba akabata zino remurwere nechipanera chamazino, ndokuriti gwaju.

1

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwajura

Kugwajura kubvisa kana kuti kudzura chakabatira pane imwe nzvimbo, sokuti miti kana zino.

Verenga

Swipe for the next word