KwaunobvaDuramazwiGgwaku

Duramazwi · zita

gwaku

Zvinoreva

Gwaku mugoti une mberi kwakacherwa kuita kakomba. unoshandiswa kunokoresa zvinhu kana pakupakura usavi.

1

Gwaku mugoti une mberi kwakacherwa kuita kakomba. unoshandiswa kunokoresa zvinhu kana pakupakura usavi.

Kuti gwangu kuchera sezvakaita mukaka mumudziyo. uchishandisa gwaku.

Gwaku mugoti une mberi kwakacherwa kuita kakomba. unoshandiswa kunokoresa zvinhu kana pakupakura usavi.

Kana uchibhaka sadza unenge uchirirova-rova nemugoti kana mugwaku kuti rinyatsoumbika zvakanaka mundiro.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwakwa

Gwakwa munhu anongomirira kupiwa zvokudya navamwe iye asingashingiriri pazvitsvakira pachake.

Verenga

Swipe for the next word