KwaunobvaDuramazwiGgwakwa

Duramazwi · zita

gwakwa

Zvinoreva

Gwakwa munhu anongomirira kupiwa zvokudya navamwe iye asingashingiriri pazvitsvakira pachake.

Gwakwa ruzha runoitwa nezvipuka zvinofamba zvichikambaira pasi, sezvakaita mupurwa.

Gwakwa zinyoka rakakura kwazvo.

1

2

3

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwakwashira

Gwakwashira inyoka inenge yakakura chaizvo kupinda dzimwe dzorudzi rwayo.

Verenga

Swipe for the next word