KwaunobvaDuramazwiKkocho

Duramazwi

kocho

Zvinoreva

Kuti kocho kurira kunoita twusimbi twunenge twadonhera pasi kana kuti twaroverana.

1

Kuti kocho kocho kurira kwezvinhu zvinenge zvichirovana zviri mugaba risina kuzara.

Kuti pfokocho ruzha runoitwa nekufamba musango mune mauswa, miti nemashizha akadonha.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kocho kocho

Kuti kocho kocho kurira kwezvinhu zvinenge zvichirovana zviri mugaba risina kuzara.

Verenga

Swipe for the next word