Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muchina wekutakura huremu nemaoko (push-cart).
1
Muchina wekutakura huremu nemaoko (push-cart).
Muvha inzira yakafara, inokwanisa kufamba nemotokari kana zvikochikari.
Kuti godobo kurira kunoita chinhu kana chichifamba pane matombo, sezvinoita mavhiri echikochikari.
Kana mbambo kana bhaudhi rakumuka rinenge rasununguka. Chikochikari chinonzi chakabheuka nokuti chakanga chakumuka mabhaudhi epadhezibhomu.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kocho
Kuti kocho kurira kunoita twusimbi twunenge twadonhera pasi kana kuti twaroverana.
VerengaSwipe for the next word