KwaunobvaDuramazwiKkochekera

Duramazwi

kochekera

Zvinoreva

Kukochekera kusunganidza chinhu chine mberi kunenge chiredzo, kana kuti chine mberi kune denderedzwa, pane chimwewo chinhu.

1

Kukochekera kusunganidza chinhu chine mberi kunenge chiredzo, kana kuti chine mberi kune denderedzwa, pane chimwewo chinhu.

Kana uchimbundira mumwe unenge uchimubata wakamumoneredza kana kumukochekera nemaoko.

Kuti kichi kubatwa kungaitwa chimwe chinhu, chakochekera pambambo kana pamwewo pakadaro.

Kuti ngenjengenje kubatanidza simbi uchidzisunganidza kana kukochekera.

2

Kukochekera mumwe munhu kumubata wakarembedza ruoko rwako muhuro make.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kochi

Munyaya dzezvemitambo, kochi munhu anodzidzisa vatambi zvidavado zvakasiyana-siyana zvinoita kuti vave nyanzvi.

Verenga

Swipe for the next word