Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchikocheka tambo pan'ombe unenge wakaiita denderedzwa, uchiisimudza kuti upinze nyanga dzemombe yauri kuda kusunga mukati, wozodhonza.
1

2
Kukochekedza.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kochekedza
Kukochekedza kubatanidza tambo kana waya kana cheni, uchiita zvokupfekera, kana kudzisunganidza dzichiita zvokupindana mumaburi adzo.
VerengaSwipe for the next word