Duramazwi
Zvinoreva
Kubika chimwe chinhu pane moto (to roast).
Kukocha munhu kumudzidzisa maitirwo ezvimwe zvinhu.
1
Kubika chimwe chinhu pane moto (to roast).
Mudzidzisi uyu ndiye anotikocha bhora.
Kuchokocha kusanganisa makasi kuti agotambika zvakanaka, pasina kubiridzira.
Kana munhu achipfokocha anenge achitiza nemudondo mune miti, makwenzi neuswa hwakawanda.
2
Kukocha munhu kumudzidzisa maitirwo ezvimwe zvinhu.
Mudzidzisi uyu ndiye anotikocha bhora.
Kuchokocha kusanganisa makasi kuti agotambika zvakanaka, pasina kubiridzira.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03koche
Kuti koche kubatanidza uchiita zvokupfekera kana kusunganidza, sezvaungaita cheni.
VerengaSwipe for the next word