Duramazwi · chiito
kanga
fry
Duramazwi · chiito
fry
Kukanga kukocha mbeu dzakadai senzungu kana maputi mupani kana mugango kuti zvigodyiwa zvakaoma.
Kanga igava rine musana mutema.
Kukanga kukocha mbeu dzakadai senzungu kana maputi mupani kana mugango kuti zvigodyiwa zvakaoma.
Kukanga-kanga kubika nyama kana muriwo uchiita zvokukurumidza, kazhinji uchingofuraya bedzi.
Kutywatywatidza kukanga-kanga nyama kana humwe usavi pamoto.
Kanga igava rine musana mutema.
Kukanga chokudya kuchipindura-pindura chiri mupani kana mupoto kana pamwe-wo, chichitsviririra.
Kanga igava rine musana mutema.
Kukanga-kanga kubika nyama kana muriwo uchiita zvokukurumidza, kazhinji uchingofuraya bedzi.
Kutywatywatidza kukanga-kanga nyama kana humwe usavi pamoto.
Kanga igava rine musana mutema.
-furaya · hunguhwe
Duramazwi
01 / 03kangai
Kuti kangai kuva noruvara rwuri pakati poupfumbu nokutsvukirira. Maroro angoti kangai haasiyiwi nembeva.
VerengaSwipe for the next word