Duramazwi
kanduru
candle
Duramazwi
candle
Kanduru chigadzirwa chinobaka, chine tambo inobatidzwa yozopisa mafuta akabikwa akagwambiswa, iyo iri mukati mawo.

Takabatidza kanduru pakadzima magetsi manheru.
Kanduru chigadzirwa chinobaka, chine tambo inobatidzwa yozopisa mafuta akabikwa akagwambiswa, iyo iri mukati mawo.
Duramazwi
01 / 03kanga
fry
VerengaSwipe for the next word