KwaunobvaDuramazwiKkangaidza

Duramazwi

kangaidza

confuse

-dzingaidza-dzivaidza-dzongodza-gangaridza

Zvinoreva

Kukangaidza munhu kumuvhiringidza pazvinhu zvaanenge achiita. Uri kundikangaidza basa rangu, tambira kure neni.

1

Kukangaidza munhu kumuvhiringidza pazvinhu zvaanenge achiita. Uri kundikangaidza basa rangu, tambira kure neni.

Mafuruse munhu anokangaidza kana kubvorongodza zvinhu zvinonakidza, kana kuti vanhu vakazvidekarira zvavo.

Kukangaidza munhu kumuvhiringidza pazvinhu zvaanenge achiita. Uri kundikangaidza basa rangu, tambira kure neni.

Kuunguza kukangaidza vamwe uchiita ruzha rukuru.

2

Kana chinhu chichikangaidza chinenge chichiita kuti usagadzikane mupfugwa. Rufu rwunokangaidza vanhu zvakanyanya.

Zvakafanana

-dzingaidza · -dzivaidza · -dzongodza · -gangaridza

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kangamirisi

Ichi chibage chino utsvuku hweorenji, chinowanzotengwa kana kwakatsva, vanhu vashaya chichena. Kangamirisi tinoiwana munguva dzenzara.

Verenga

Swipe for the next word