Duramazwi
Zvinoreva
Kuvhiringa.
1
Kuvhiringa.
Mutoro ndezvose zvinenge zviri dambudziko riri kuvhiringidza munhu mupfungwa dzake.
Kuzvinetsa kuva nepfungwa dzokushushikana dzinenge dzichivhiringidza munhu.
Uyu munhu anokwanisa kugadzirisa zvinhu zvinenge zvichivhiringidza vanhu.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhiringika
Kana munhu avhiringika anenge awandirwa mupfungwa asisaziva kuti oita chipi pane zvaari kufunga.
VerengaSwipe for the next word