KwaunobvaDuramazwiKkanganisa

Duramazwi · chiito

kanganisa

distract · disturb · impair · infringe · spoil · violate · be wrong · wrong (be)

tadzanyangadzareshashayisha

Zvinoreva

Kukanganisa kutadza kuita zvinhu zvakanaka kana kuti zvinotarisirwa nevamwe.

1

Kukanganisa kutadza kuita zvinhu zvakanaka kana kuti zvinotarisirwa nevamwe.

Kukanganisa-kanganisa zvinhu zvinenge zvakanaka kuzviita kuti zviipe.

Theresa aive muroom make and handina kuda kumukanganisa.

Zvakawanda chaizvo zvave kukanganisa magariro evanhu izvo zviri kukonzereswa nenharembozha idzi.

Zvakafanana

tadza · nyangadza · resha · shayisha

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word