KwaunobvaDuramazwiKkangani

Duramazwi

kangani

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kubvunza kuwanda kwezvinhu zvinenge zvaitwa zvichidzokororwa. Kuti munhu azonzi ava hombarume anenge amboenda kundovhima kangani?

1

Iri izwi rinoshandiswa kubvunza kuwanda kwezvinhu zvinenge zvaitwa zvichidzokororwa. Kuti munhu azonzi ava hombarume anenge amboenda kundovhima kangani?

Mumasvomhu, ku-dhivhaidha kupinza nhamba mune imwe uchida kuona kuti inopinda kangani mairi.

Munyaya dzezvemasvomhu, dhivhizheni chiitiko chekupinza nhamba mune imwewo uchida kuona kuti inokwana kangani.

Kuongotedza kuche ngetedza chinhu kuti chisakangani sika kana kupera.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kanganika

Kana chinhu chakangani-ka chinenge chasiyirwa nokuti hapana achirangarira kana kuchiona. Mhuru dzakanganika pazarurirwa zvimwe zvipfuyo.

Verenga

Swipe for the next word