KwaunobvaDuramazwiKkanganda kanganda

Duramazwi

kanganda kanganda

Zvinoreva

Kuti kanganda kanganda kufamba kunoburitsa mutsindo mukuru. Nzou inofamba ichiti kanganda kanganda.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kangandika

Kukangandika kufamba munhu achitsika pasi zvino mutsindo.

Verenga

Swipe for the next word