Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakangani-ka chinenge chasiyirwa nokuti hapana achirangarira kana kuchiona. Mhuru dzakanganika pazarurirwa zvimwe zvipfuyo.
1

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kanganikwa
Kuve wakakanganwa nhoroondo.
VerengaSwipe for the next word