Duramazwi
Zvinoreva
Kuwarakatika.
1
Kuwarakatika.
Nyaya iya yokupiwa kwavanhu veWenera mari haisati yakawarakatika here zvayangoti zii?
Kuwarakatika kungopera kwembiri yezvinhu zvinenge zvamboita mukurumbira.
Kukarakatika kufamba zvokutamburira, sezvinoita mombe paruware.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rakazotevera
sequel
VerengaSwipe for the next word