KwaunobvaDuramazwiWwarakatika

Zvinoreva

Kana zvinhu zvikawarakatika zvinenge zvadonhera pasi zvakawanda zvakati chimwe uko chimwe uko nenzira isina kurongeka.

1

Kana zvinhu zvikawarakatika zvinenge zvadonhera pasi zvakawanda zvakati chimwe uko chimwe uko nenzira isina kurongeka.

Kuwarakatika kungopera kwembiri yezvinhu zvinenge zvamboita mukurumbira.

2

Kuwarakatika kungopera kwembiri yezvinhu zvinenge zvamboita mukurumbira.

Nyaya iya yokupiwa kwavanhu veWenera mari haisati yakawarakatika here zvayangoti zii?

Zvakafanana

-rakatika · wararika

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

waranu

Kuti waranu kubvisa jira kana chimwewo cha mbenge chakawaridzwa.

Verenga

Swipe for the next word