Duramazwi
Zvinoreva
Kuponda.
1
Kuponda.
Kana uchida kuveza sasa, unotanga wagwanzura muti muhombe.
Kugwanzura kupamura sezvakaita danda hombe, kana kubvisa kapenga keganda romuti.
Kukwanzura kutsemura huni dzakaoma kana chimwe chinhu wakatevedza urefu hwacho.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wara
Munhu anonzi ane wara anenge achingoita zvinhu zvokuzhandukira kana zvemanyemwe pane vanhu.
VerengaSwipe for the next word