Duramazwi
-garo-
Zvinoreva
Ichi chiitogama chinotaura chinhu chinoitwa nguva zhinji.Ichi chivakapakati chechiito chinoreva kugaroita chimwe chinhu.
1
Ichi chiitogama chinotaura chinhu chinoitwa nguva zhinji.Ichi chivakapakati chechiito chinoreva kugaroita chimwe chinhu.
Mukomana wake anowanzouya kuchangoti tsva, obva atanga kumiramira pagedhe apo.
Zvakaitika Rutendo aiva musikana aiwanzo chengetedzwa zvikuru naamai vake.
Kuti ririri ruzha rwokufara kana kupemberera, runowanzo-itwa navanhukadzi vakawanda.
Zvakafanana
-garo-
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wanzura
Kuponda.
VerengaSwipe for the next word