KwaunobvaDuramazwiWwanza maoko

Duramazwi

wanza maoko

Zvinoreva

Kuwanza maoko kuita kwekuti vanhu vakawanda vanobatsirana kuita chimwe chinhu zvichizopedzisira zvaipisa chigadzirwa chacho.

1

Kuwanza maoko kuita kwekuti vanhu vakawanda vanobatsirana kuita chimwe chinhu zvichizopedzisira zvaipisa chigadzirwa chacho.

Patafura iyi vanhu vakawanza maoko ndiko kusaka isina kubuda zvakanaka.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wanzaimoto

Iri izita ramadunhurirwa rinopiwa munhu akaipa, anokuvadza kana kuuraya vamwe.

Verenga

Swipe for the next word