KwaunobvaDuramazwiWwanyanu

Duramazwi

wanyanu

Zvinoreva

Izwi rinoreva kufuma.

1

Izwi rinoreva kufuma.

Pakangodaidzirwa kuti, "Nyoka!", vakabva vangoti kwanyanu vachitiza.

Kuti kwanyanu kusimuka kwekungoerekana munhu abva paanga agere nechimbichimbi.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wanyu

Kuti wanyu kukakata chinhu kuti chitasanuke.

Verenga

Swipe for the next word