KwaunobvaDuramazwiWwanikwa

Duramazwi

wanikwa

-roorwa

Zvinoreva

Kuroorwa.

1

Kuroorwa.

Urwu rudzi rweshiri inowanzo-wanikwa munzvimbo ine miti mikuru uye inondonda chaizvo.

Hosviro ishiri ine mambava matsvuku inowanzo-wanikwa mumakomo, inodya tupuka nemichero.

Iyi ishiri inowanzo-wanikwa iri muboka retushiri tudiki asi iyo iine muswe murefu kudarika dzimwe dzose.

2

Kana chinhu chambenge chakarashika chikawanikwa vanhu vanenge vazoona pachinenge chiri.

3

Kana musikana achinzi akawanikwa anenge ava nemurume.

4

Kana chinhu chichinzi chawanikwa nangana ndiye anenge atanga kuchiona.

Zvakafanana

-roorwa

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wanisa chouvirl

Kana chinhu chichiwanisa chouviri chinenge chichiraramisa.

Verenga

Swipe for the next word