Duramazwi
wanika
obtainable
Duramazwi
obtainable
Kukwanisa kuwanwa munzvimbo dzejekerere (to be found).
Kukwanisa kuwanwa munzvimbo dzejekerere (to be found).
VaChihera: Ini wangu musuo munowanika ndakasunga hameno kuti munopinda pai.
Mangondo inzvimbo inowanika murwizi, ine matombo, panopopoma mvura.
Gwatara ivhu rinowanika mumativi erwizi, rine unyoro nemurakwani unoita kuti uswa nemiti zvikure.
Duramazwi
01 / 03wanikidza
discover
VerengaSwipe for the next word