KwaunobvaDuramazwiWwani

Duramazwi

wani

Zvinoreva

Wani izwi rinoshandiswa kuyeuchidza munhu anenge akanganwa zvamboitika.

1

Wani izwi rinoshandiswa kuyeuchidza munhu anenge akanganwa zvamboitika.

Inga mari yako ndakupa wani tisati taparadzana.

Haiwa ngavandibvire, ivo vakandidyisa chigunwe chine ropa tisina kuwirirana wani?.

Ndakatorongedza wani dzimba dzikatosiya dzakiiwa tichibva tatopinda mumota toenda kuBulawayo.

Mamwe mazwi ane W

W

Swipe for the next word