KwaunobvaDuramazwiWwangura

Duramazwi

wangura

Zvinoreva

Kuwangura kurova munhu nembama zvakasimba.

1

Kuwangura kurova munhu nembama zvakasimba.

Ndatogwangura vandadva nhindi yenyama yawa-ndipa.

Kugwangura kutora zvinhu mumudziyo uchibva wapedza zvese.

Kukwangura kusimbisa hari nekuividzira mabota mukati.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wani

Wani izwi rinoshandiswa kuyeuchidza munhu anenge akanganwa zvamboitika.

Verenga

Swipe for the next word