Duramazwi
Zvinoreva
zvakamuwandira anenge ane zvakapfuura zvaanga achitarisira.
Kana munhu akawandirwa nebasa, pfungwa kana chimwe chinhu anenge aine zvinhu zvizhinji zvaanenge achifanira kuita panguva imwe chete.

Ukawandirwa namabasa hauwani nguva yokuzorora kana kufarawo nemhuri yako.
Kana munhu avhiringika anenge awandirwa mupfungwa asisaziva kuti oita chipi pane zvaari kufunga.

Kana munhu achiti zvinhu zvamuwandira anenge aine zvizhinji zvinenge zviri kuvhiringidza upenyu hwake.
Kana hembe ichinzi yawandira rimwe divi inenge yakasonwa zvakaminama zvichiita kuti irerekere divi rimwe.
Kana munhu akawandirwa nebasa, pfungwa kana chimwe chinhu anenge aine zvinhu zvizhinji zvaanenge achifanira kuita panguva imwe chete.
Ukawandirwa namabasa hauwani nguva yokuzorora kana kufarawo nemhuri yako.
Kana munhu avhiringika anenge awandirwa mupfungwa asisaziva kuti oita chipi pane zvaari kufunga.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wangura
Kuwangura kurova munhu nembama zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word