Duramazwi · zita
Zvinoreva
Wanano inzira inenge yakashandiswa pakuroorana kuti vanhu vagare vose somurume nomukadzi.
1

Michato kana wanano zvave parumananzombe zuva nezuva nekuda kwemashoko ari kutenderera panharembozha.
Wanano inzira inenge yakashandiswa pakuroorana kuti vanhu vagare vose somurume nomukadzi.
Muwanano umu ndimo zvakare munoitwa michato yadai kutekeshera nenyika.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wanda
numerous
VerengaSwipe for the next word