Duramazwi
Zvinoreva
Kuwamura kudhonza chinhu chinoreba nokudhonzwa, chakaita serekeni.
1
Kuwamura kudhonza chinhu chinoreba nokudhonzwa, chakaita serekeni.
Kugwamura kuzarura nechisimba, sezvinoita chinhu chinenge chichimboramba kuvhurika.
Kugwamura kubvisa gwande romuti guru. Mukoko wenyuchi unoita zvokugwamurwa.
Kuwamura kudhonza chinhu chinoreba nokudhonzwa, chakaita serekeni.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wana
acquire
VerengaSwipe for the next word